Chihausa

Kubva Wikipedia

Chihausa (Hau. Harshen/Halshen Hausa; Ajami: هَرْشَن هَوْسَ) mutauro wekuNaijeriya inotaurwa ne Vahausa muChadhi, uye muruzhinji rwechighamhu chemaodzanyemba eNaijeriya, Ghana, Kameruni, Bhenini uye chighamhu chechamhembe cheNaija, reruzhinji rushoma rwe Sudhani uye Khoti Dhi Vhwa.

Imembha ye mutauro we mhuri Chiafurika-Ezhiya uye ndiwo mutauro unevatauri vazhinji mubazi re mhuri ye mitauro we Chichadhi. Une ethinologu inofungidzirwa kunzi unotaurwa semutauro wamai ne vanhu vanogona kusvika 47 mamiriyoni uye nevanhu 25 mamiriyoni vanoutaura semutauro wechipiri, hwerengo ye numeri ye vatauri ve Chihausa unofungidzirwa kuti unosvika 72 mamiriyoni.

MuNaijeriya, hushangazhi we Chihausa unodanwa kunzi Kannywood.

Mazwi Anotodza Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chihausa Chivanhu Tsananguro
aiwa chokwadi rakafanana ne shoko reChishona rokuti aiwa
baba baba; bambo; tate
Babania tete; babakadzi; babamkunda Chitsonga ne Chilenge chinoti hahani
bare mupfumba
bungula kupungura; kukutura
chira kuponeswa, kuchira, kuchirisa Chikalanga chinoti chila kureva kurarama
gari hupfu Chiswahili chinoti wo ugali kureva sadza.
goni binduko, usevenzi; useza; unyanzvi kana kugona
kanwa ane mukanwa; nhomba; kubongozeka; kububa
lele kupingudza; kupfuwa; kupfuya
rufushi rufuse; rufutse
karau armlet
makoma kupedza; kupera
guma kuguma, kupera

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hausa inoti akanza (n. tattoo marks, tattooed with blue pigment on each cheek) kureva nyora.
  • Hausa inoti jera (v. to arrange in line or procession) kuronga mudungwe. Mamwe mazwi: shiera kana shere (n. line).
  • Hausa inoti ajera, ajere (in line, abreast) kuita rundaza. Mamwe mazwi: akan (above; on the top of; on the basis of).
  • Hausa inoti albasa (n. onion) kureva onyenzi. Mamwe mazwi: amere (worthless, vain). Gaya (n. alliance, reinforcement).
  • Hausa inoti amare (n. bride; also used of attendants on bride; brides maids) kureva mwenga. Mamwe mazwi: amin (amen; verily).
  • Hausa inoti arewa, ariawa (north) kureva maodzanyemba. Mamwe mazwi: asali (origin, race, ancestry).
  • Hausa inoti asiri, ashiri (secrecy). Mamwe mazwi: awaza, awoza (n. rib, side) kureva mbabvu.
  • Hausa inoti bagare (n. chieftain) kureva Ishe. Mamwe mazwi: bahili (a miser; an idle or cowardly person).
  • Hausa inoti banda (besides) kureva parutivi. Mamwe mazwi: bare, bara (v. to peel; to divide in half, half of a goro nut; half a piece of cloth).
  • Hausa inoti bera, bira (n. young maiden) kureva mhandara. Mamwe mazwi: bishi (n. a small drum beaten to announce games).
  • Hausa inoti bujaji (n. tuft of hair in front of a woman's face). Mamwe mazwi: chari, tsari (poor, clean).
  • Hausa inoti buzuzu (n. a night flying insect which falls into food and has a bad smell). Mamwe mazwi: dangari (n. citizen).
  • Hausa inoti dara (v. to laugh) kureva kuseka. Mamwe mazwi: dorowa (n. Parkia filicoidea, leguminosae - a tree resembling an acacia).
  • Hausa inoti fufu (n. the lungs) kureva mapapu. Mamwe mazwi: fuka (n. shortness of breathe, asthma).
  • Hausa inoti gama (v. to finish, complete, join; to form a plot or conspiracy). Mamwe mazwi: gangarawa (rolling).
  • Hausa inoti gasa (v. to be tired) kureva kuneta. Mamwe mazwi: gawa (n. coffee). Dadi (n. sweetness; happiness, comfort).
  • Hausa inoti gege (v. to pass near ; to go close to) kureva kusvika pedyo. Mamwe mazwi: geza (n. tuft of corn, rice or wheat).
  • Hausa inoti goma (cardinal num. ten) kureva gumi. Mamwe mazwi: gonda kana gwanda (n. papaya tree or fruit).
  • Hausa inoti gonda (n. a cloth with white stripes). Mamwe mazwi: goshi (n. forehead, brow, front).
  • Hausa inoti goza kana gwaza (n. sweet potato) kureva mbambaira. Mamwe mazwi: gumba (n. honey guide).
  • Hausa inoti gungu (n. island) kureva chitsuwa. Mamwe mazwi: gutsura (1.v. to take a piece of; 2.n. small piece, crumb or fragment).
  • Hausa inoti gutsuri (v. to break a piece off). Mamwe mazwi: jaji (n. title of the chief leader of a caravana).
  • Hausa inoti jini (n. blood) kureva ropa. Mamwe mazwi: kanga, konga (n. plain, flat place without trees; ravine).
  • Hausa inoti kondo (n. centre of a thatched roof) kureva chisuvi. Mamwe mazwi: kumbura kana kumbure (v. to swell, to be pregnant).
  • Hausa inoti kusa (nearness, proximity, nearly) kureva pedyo. Mamwe mazwi: kumbe, kwumbe (n. baldness).
  • Hausa inoti machiri (n. mutilating form of leprosy) kureva maperembudzi anoremadza. Mamwe mazwi: mahari (n. raider).
  • Hausa inoti makawa (n. resistance, objections; that which can create a doubt). Mamwe mazwi: makarwa (n. partridge) kureva chikwari.
  • Hausa inoti makariachi (n. liar) kureva munhu anonyepa. Mamwe mazwi: musaya (v. to change, to alter).
  • Hausa inoti mutume (n. man, human being) kureva munhu. Mamwe mazwi: rawaya (yellow).
  • Hausa inoti sasa (n. direction, side) kureva divi. Mamwe mazwi: tsatsa (n. dross, rust).
  • Hausa inoti tsaka (midst, middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: tsakia (the midst or centre of anything).
  • Hausa inoti tsakani (n. a space between two places or two things; a space between). Fananidzai nokuti saka?
  • Hausa inoti tsaro (to watch guard) kureva kurinda. Mamwe mazwi: tsira (n. deliverance, salvation).
  • Hausa inoti tsini (n. point e.g. of a needle). Mamwe mazwi: da tsini (pointed, sharp).
  • Hausa inoti tsoro (to spring up). Mamwe mazwi: tsira, tsiro, tsiri, chira (to spring up out of the ground - used of seeds).
  • Hausa inoti tsoka (n. a small piece of meat) kureva nhindi yenyama. Mamwe mazwi: zoma, tsoma (v. to dip).
  • Hausa inoti ware (to separate, to disperse). Mamwe mazwi: zama, zamanchi (state, condition).
  • Hausa inoti zangare (blade, stalk - the stem of a plant). Mamwe mazwi: zawo, zawayi (n. diarrhoea).[1]

Mashoko ashandiswa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. https://archive.org/details/dictionaryofhaus01robiuoft/page/252/mode/2up