Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo

From Wikipedia
Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo
Uyezve: "Kinshakongo", "Dhi-Arasii", "Dhiara-Kongo"
Mitauro yepachihofisi
Chituva: Repubilika ya Kôngo ya Dimokalasi
Chingala: Republíki ya Kongó Demokratíki
Chiswahiri: Jamhuri ya Kidemokrasia ya Kongo
Chiluvakasai: Ditunga dia Kongu wa Mungalaata
Chifurenji: République démocratique du Congo
Flag of the Democratic Republic of the Congo.svg Coat of arms of the Democratic Republic of the Congo.svg
National motto: Justice, Paix et Travail
Democratic Republic of the Congo (orthographic projection).svg

Utemabanze we Rudhende rwe Vukongo (kureva Democratic republic of the Congo) kana futi Rutemabanze rwe Rudhende rwe Vukongo, inyika yakagadzikwa kuchipakati cheAfurika. Nyika iyi yakambodanwa pachihofisi uye nevagari vemo saZaire. Kuti isayaniswe Bhurazakongo, iyi inonzi Kinshakongo (kureva Kongo-Kinshasa) kana Dhi-Arasii (kureva DRC) uye Dhiara-Kongo.

Guta guru racho iKinshasa.

Vanhu vekuKongo vanonzi Vakongo uye munhu mumwechete anonzi Mukongo/Mkongo, asi kana munhu achida kuzivisa Kongo iri kurevwa angati, Vakinshakongo uye munhu mumwecheta anonzi Mukinshakongo/Mkinshakongo.

Vatungamiri veDRC[chinja | edit source]

Vamwe Vanozivikanwa[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaBukusu vanoti luukoongo (n. hilly area, ridge of country, dry area (opposed to river), mountain, abyss, chasm, precipice, landmass, plain, country, state, district).
  • VaTiriki vanoti vukhongo (size, bigness) kureva hukuru. Mamwe mazwi: -khongo (n. big, large, important) kureva hukuru kana kukosha.
  • VaTiriki vanoti khukhongoha (become bigger, larger, increase in size) kureva kukura. VaWanga vanoti obukhongo (n. size, bigness).
  • Zigula vanoti kukonga (begin). Mamwe mazwi: kikongo (n. source; beginning). Mamwe mazwi: nkongo kana nkongelo (a beginning).

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze