Guta

From Wikipedia
(Redirected from Gutaguru)
Jump to navigation Jump to search
  • Guta (City).
  • Guta (remains after iron is smelted out - slag).
  • Guta kana maguta (Plenty of food). Raiva gore reguta: it was a year of plenty.
  • Guta (1. Fence of trees. 2. Stone wall). zvichireva fenzi yakaitwa nemiti kana rusvingo rwemabwe.
  • Guta sezita remhuri.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti kikuta (stone border, masonry enclosure e.g. around a grave) kureva mudhuri wemambwe wakakomberedza musha kana rinda.
  • VaSwahili vanoti kuta (come upon, meet, run across something or someone).
  • VaSwahili vanoti kutana (associative. meet each other).
  • VaNyoro vanoti rubuga (city; a threshing floor).
  • Mang'anja vanoti guta (a stockade or crawl of living trees around a village).


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.