Naija

Kubva Wikipedia
République du NigerJamhuriyar Nijar
National motto: Fraternité – Travail – Progrès

Naija (kureva Niger; The Niger; Fur: République du Niger, Hau: Jamhuriyar Nijar)) kana VoNigeri, uye pachihofisi ichizonzi Rudhende rwe Naija inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kumadokero kweAfurika inotodza zita kubva paRwizi Naija. Nyika dzakakomberedza Naija dzinoti: Naijeriya ne Bhenini kuchamhembe; Bhurukina Faso ne Maari kumadokero; Arujeria ne Ribhiya kumaodzanyemba ne Chadhi kumabvazuva. Naija ine nharaunda yakakura kusvika 1.27 mamiriyoni eskweya makiromita, asi zvikamu makumi manomwe pazana (80%) yenharaunda yayo iri muGwenga re Sahara. Nyika iyi ine hugari hwevanhu 22,772,361 ruzhinji rwavo vari maVasalama vakawandira kuchamhembe nekumadokero kwenyika iyi. Gutaguru reNaija rinonzi Niameyi rinowanikwa kuchamhembe kwakadziva kumadokero kwenyika iyi.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawiSomarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da CunhaSahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze