Kutambanura

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutambanura (hold out hand) zvichireva kutambanudza ruwoko ruchiunzwa pamberi, pemunhu.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vanotaura Kikongo vanoti tamba (extend the hand or arm, to hold out in the hand, offer, reach out, show, hold out to, extend).
  • Vanotaura Kikongo vanoti tambika (v. offer).