Ruambanyeredzi

Kubva Wikipedia
Vhiri reRuambanyeredzi
Hushure (Background)
Nhoroondo ye Ruambanyeredzi · Ruambanyeredzi ne Sainzi · Ruambanyeredzi ne Upanganyeredzi ·Tambidzanwa, mhando, ne mitandira · Vaambanyeredzi · Sangano dze Ruambanyeredzi · Zvindeya
Zvitambidzanwa (Traditions)
chiBhabhironi · chiHereni · chiIsiramu · chiMadokero · chiHindu · Chinese
Mabazi (branches)
Chizvarwa · Electional · Horary · Medical · Financial · Locational · Psychological · Meteorological
Zvitaridzo zve Ruambanyeredzi
Hondowe · Handira · Mamanga · Gakandye · Shumba · Mhandara · Pima · Nyavada · Uta · Mbudzi · Rongo · Hove

Ruambanyeredzi (Chingezi: astrology) kana Unenanyeredzi iTendareve-sayinzi (pseudoscience) iyo inoti kune ruzivo rwamwari pamusoro penyaya dzevanhu nezviitiko zvepasi pano nekudzidza mafambiro uye nzvimbo dzakaringana dzezvinhu zvekudenga.

Vambo rezita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Izwi rekuti astro rinoreva kuti nyeredzi muChishona, uye 'star' muChigiriki.

  • Mamwe mashoko anogona kushandiswa ndi: nyenyedzi

Izwi rekuti ruamba- rinoshandiswa sechiwakashure chezwi reChingezi rinonzi -ology[1]

  • Mamwe mashoko enoshandisirwa pamusoro pemazwi aya ndinena- richibva kuizwi rekuti maneno uye neno, richireva kuti izwi (word).

Mamwe maZita

Izwi rekuti nyeredzi rinobva pazwi rekutanga reChiratini rekuti astrologia,[2] rinobva muChigiriki ἀστἀσολογία - kubva ku ἄστἄσον (astron; "nyeredzi") uye -λογία (-logia; "kudzidza kwe" - "nhoroondo yenyenyedzi"). Nyeredzi yakazoenda mukureva 'nyeredzi-kufembera' nezvechadenga yakashandiswa pazita resainzi.[3]

Zviratidzo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mazita emaSaini eNyeredzi dzeZodhiyaki
Zita reSaini Rimwe zita Shongrish Chiratidzo Chirevo Chirungu ChiBantu
Hondowe Hondohwe

Gondobwe

Erisi ♈︎ Ram Aries Chiswahiri
  • Kondoo/Hamali
Handira Hando Torisi ♉︎ Bull Taurus Chiswahiri
  • Ng'ombe, Tauri
Mamanga Mapatya Jemenai ♊︎ Twins Gemini Chiswahiri
  • Mapacha; Jauza
Gakanje Gakandye Kenza ♋︎ Crab Cancer Chiswahiri
  • Kaa, Saratani
Shumba Mhondoro Rio ♌︎ Lion Leo Chiswahiri
  • Simba, Asadi
Mhandara Utsvene Vhego ♍︎ Virgin

Pure woman

Virgo Chiswahiri
  • Mashuke; Nadhifa
Pima Chiyero Ribhura ♎︎ Measure

Scales

Libra Chiswahiri
  • Mizani
Nyavada Rize

Nyaridi

Skopisi

Skopiyo

♏︎ Scorpion Scorpio Chiswahiri
  • Nge; Akarabu
Uta Utati

Utamseve

Sajiterisi ♐︎ arrow Sagittarius Chiswahiri
  • Mshale; Kausi
Mbudzi Kapurikoni ♑︎ goat Capricorn Chiswahiri
  • Mbuzi; Jadi
Rongo Hari

Chirongo

Akwarisi ♒︎ water-barrer Aquarius Chiswahiri
  • Ndoo; Dalu
Hove Paishisi ♓︎ two fish Pisces Chiswahiri
  • Samaki; Hutu

Mashoko echiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chiswahiri[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Unajimu; astronomia

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Shona Wikipidhiya'Kuturikira Chivakamberi logy' Yakatariswa: 21 Chikumi 2021
  2. Harper, Douglas. "astrology". Online Etymology Dictionary. Retrieved 6 December 2011.
  3. "astrology, n.". Oxford English Dictionary (Second ed.). Oxford University Press. September 2011.