Chige'ezi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Chige'ezi muChige'ezi
N'wadhi rakanyorwa muChige'ezi

Chigeʽezi (ግዕዝ, Gəʿəz, dzimwe nguva muuvaranomwe unonzi Chiitopiya Chekare) mutauro wekare weChishemu (Chisemiti) cheItopiya. Mutauro uyu unobva kunzvimbo yava kunzi kuchamhembe kweItopiya ne Eritiriya.

Zvinzvovera[chinja | edit source]

Chimodzashemu (proto-semitic)

  • a /æ/ or /ɐ/ (senge muChitigrinya) < Chimodzashemu*a
  • u /u/ < Chimodzashemu*ū
  • i /i/ < Chimodzashemu*ī
  • ā /aː/ < Chimodzashemu*ā; later a
  • e /e/ < Chimodzashemu*ay
  • ə /ɨ/ < Chimodzashemu*i, *u
  • o /o/ < Chimodzashemu*aw

Zvinzvanyira[chinja | edit source]

chirevo h l m ś r s b t n ʾ
Chigeʽezi
chirevo k w ʿ z y d g ṣ́ f p
Chigeʽezi