Nhamba
Numeri (ku Chingezi: number ) kana nhamba muchidzidzo che masvomhu nezvimwe zvidzidzo zvizhinji, ivara rinoshandiswa pakuverenga zvinhu richitaridza kuti zvinhu zvingani.
Ndaudzo (odd number, sum over and above an agreed total) apa kureva nhamba dzakadai sedzidzi: 1, 3, 5, 7, 11, 13 zvichingodaro dzisingagoni kugovaniswa nambiri (2).
Ndaudzo (Used in notation of odd numbers - over the complete tens) sokuti 25 inganzi makumi maviri ane ndaudzo shanu.
Mamwe Mazwi[chinja | edit source]
- Humburira (Underestimation of amount required). Takanonoka kudya nokuti mubiki ane humburira: we were late in eating because the one who cooked under estimated the amount required and had to grind more meal.
- Hwerengedzo, dutu kana chivunga (Amount).
- Kuraudza kana kuravudza (to be over and above some complete group) zvinoreva kudarika huwandu hwakatarwa.
Vambo rezita[chinja | edit source]
Izwi rekuti Nhamba rakabva kuChingezi, asi rekuti Numeri rinogona kunge rakaunzwa ne Chiputukezi (mutuaro we Mozambiki ikozvino).
Iro izwi rekuti numeri rinoshandiswa kumirira rimwe nwadhi re bhaibheri 'Numbers'.
Nhamba dzechishona[chinja | edit source]
Tarisai futi peji rekuti Kurava uye Zviperengo Zvehuwandu
kurava (to count); svomhu (math); numeri (number) | |||||||||||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
numeri | 0 | 1 | 2 | 3 | 4 | 5 | 6 | 7 | 8 | 9 | 10 |
shona | pana
bodzi shaiwe |
potsi
poshi |
piri | tatu
nhatu |
ina | shanu | nhanhatu | nomwe | sere | pfumbamwe
mbamwe |
gumi |
numeri | 11 | 12 | 13 | 14 | 15 | 16 | 17 | 18 | 19 | 20 | |
shona | gumi nerimwe | gumi nembiri | gumi netatu | gemi nemana | gumi neshanu | gumi nenhanhatu | gumi nenomwe | gumi nesere | gumi nepfumbamwe | makumi | |
100 | 1,000 | 10,000 | 100,000 | 1,000,000 | 10,000,000 | 100,000,000 | 1,000,000,000 | 1,000,000,000 | 10,000,000,000 | 1,000,000,000,000 | |
zana | chiuru
churu |
Mazita e manhamba[chinja | edit source]
million - mille-> 'thousand'; one-> 'one'
- mille = churu; chiuru
- one = poshi; potsi; motsi (mo-/po-)
- mille-one => million -> Churu + motsi; poshi; potsi
billion - bi -> 'two'; -llion -> 'million'
- bi = piri; mbiri
- llion =
- bi + million => billion -> piri; mbiri + -?
trillion - tri -> 'three'; -llion -> 'million'
- tri = tatu; nhatu
- llion =
- tri + million-> tatu; nhatu + -?
Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]
- Mang'anja vanoti mpambo (n. an odd number). Shilluk vanoti lau; lawo (adj. far; to be far).
- VaGiryama neVaTaita vanoti kutala (v. to number, to count). VaGiryama vanoti mutalo (n. a reckoning).
- VaGiryama vanoti mwero (n. sum-total). VaKongo vanoti lutangu (n. figure, number).
- VaVenda vanoti mbalo (n. sum, number). VaVenda vanoti divhambalo (n. arithimetic).