Vhenekeratsvimborume
Tarisai Ngano dzaVhenekeratsvimborume
Vhenekeratsvimborume [1] (chikwangwani: ; ku Chingezi: Jupiter) Tsvimborume kana Vheneko (kutapudza Vhenekeratsvimborume) ndicho chindeya chechishanu kubva kuzuva, uye chakakurisa kudarika zvimwe zvindeya zviri mu mutandiro we mushana. Vhene chindeya chegasi, uye ndicho chichadenga chakavheneka kwazvo chiri mudenga pamwe nezvichadenga zviviri Mwedzi na Hweva.
Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Zita rekuti Vhenekeratsvimborume rinoreva kuti 'Lights the path of the bachelor' kana 'bachelor' uye rimwe zita ra Vhene rainzi Mwenga the bride.
Kuvheneka zvinoreva 'to light; light up'
Tsvimborume zvinoreva 'bachelor' asi shoko rinowanzo shandiswa kumirira bachelor muChishona ndi 'tsvukachin'ai' saka ndiro rinogona kuva rimwe zita raVhenekeratsvimborume.
Mamwe mapeji ekutarisa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- ↑ Vashona 'Vhenekeratsvimborume' Yakatariswa: Chikumi 2021