Dongorahweva

Kubva Wikipedia

Pachinyorwa chino dongorahweva kana chiringakure (Telescope) mudziyo unoshandiswa kuona zvinhu zviri kure zvikurusei kana kuri kutariswa muchadenga neavo vanowongorora zvechadenga. Dongorahweva inogonesa kuti vanhu vaone zviri kuresa, zvakadai senyenyedzi, mwedzi, zuva, nemimwe mitumbi iri muchadenga.

Izwi rokuti ruhweva rinoreva nhambwe iri kure - long distance. Pahuwandu zvinenge zvonzi nhongorahweva