Yuranisi
Peji rino rinogona kubviswa kana zita rechindeya ichi rikawanikwa.
Tarisai futi peji re Chindeya.

Yuranisi (kutora shoko reChingezi: uranus; chikwangwani: ) kana Chandoguru (muvusi wematenga), izita rechindeya che chinomwe mumutandiro wemushana muzvechadenga.
Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Yuranisi izita riri kutorwa kubva kuVarungu.
Zita rekuti Chandoguru rinobva kutsananguro yechindeya, muzvinyorwa, senge manwadhi esainzi.
Pamwe Yuranisi anganzi:
- Vusadenga kana Vusamatenga kana (muvusi wematenga)
- muronzadenga kana muronzamatenga (anoronza matenga),