Hweva

Kubva Wikipedia
Mufananidzo waHweva

Hweva (Chirungu: Venus; chikwangwani: ♀) kana Hwevera izita rechindeya yechipiri kubva kuzuva. Zita raHweva muChirungu rakatumidzirwa kuteera mwarikadzi weRoma werudo nerunako. Sechinhu chakajeka kwazvo chechisikigo mudenga repasi usiku, mushure memwedzi, Hweva inogona kukanda mimvuri uye inogona, pazviitiko zvisingawanzo, kuoneka kune rakashama ziso masikati machena.[1][2] Hweva riri pedyo neRinopasi kudarika zvimwe zvindeya.

Zita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Hweva kana hwevera anemazita mazhinji.

Zvinotendwa kuti zita rayo rakatumidzwa nekuti muchinyakare vanhu vaiti Hweva anokweva zuva.

Ese aya mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumakuseni se - morning star. Asi nhasi zvinowanzonzi vanhu vekudhara vaigona kupesanisa zvindeya, senge Nyamatsatsi (mercury ikozvino) na iye Hweva,

Mazita aitumidzwa kuna Hweva paaionekwa kumadekwana - evening star.

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Lawrence, Pete (2005). "In Search of the Venusian Shadow". Digitalsky.org.uk. Archived from the original on 11 June 2012. Retrieved 13 June 2012.
  2. Walker, John. "Viewing Venus in Broad Daylight". Fourmilab Switzerland. Retrieved 19 April 2017.