Mankanya

Kubva Wikipedia

Mankanya mutauro unowanikwa kuSenegal, Gambia neGuinea-Bissau.

Mazwi Anotodza Bantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mankanya inoti toka (broken). Fananidzai nokuti kutyoka.
  • Mankanya inoti now (wet) kureva nyoro. Mamwe mazwi:
  • Mankanya inoti untanka (n. village) kureva musha. Fananidzai nokuti nhanga (chief's homestead)?

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mankanya inoti bos, mbos (n. earth) kureva pasi kana chisi.
  • Mankanya inoti tan (n. only) kureva chete. Mamwe mazwi: bol (v. to grill) kureva kugocha.
  • Mankanya inoti utaak (n. country) kureva nyika. Mamwe mazwi: duka (n. stay) kureva kugara kwemazuva.
  • Mankanya inoti nduba (n. boy) kureva mukomana. Mamwe mazwi: aat (n. woman) kureva mukadzi.
  • Mankanya inoti ñaaŋ (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: meel (n. water) kureva mvura.
  • Mankanya inoti sin (n. father) kureva baba. Mamwe mazwi: sih (n. Chief) kureva Ishe.
  • Mankanya inoti aya, baya, kaya (v. go) kureva kuenda. Mamwe mazwi: leef (n. body) kureva muviri.
  • Mankanya inoti teek (first) kureva chekutanga. Mamwe mazwi: ndoli (each).
  • Mankanya inoti jën; jenel (n. black) kureva hutema. Mamwe mazwi: yeeh (n. song) kureva rwiyo.
  • Mankanya inoti lilan, mn-lilan (n. happiness, joy) kureva mufaro. Mamwe mazwi: faatal (n. white) kureva jena.
  • Mankanya inoti jeenk (red) kureva tsvuku. Mamwe mazwi: tam (hard) kureva hukutu.
  • Mankanya inoti nuura (fresh, good) kureva freshi. Mamwe mazwi: tepi (n. seed) kureva mbewu.
  • Mankanya inoti teb (n. two) kureva mbiri. Mamwe mazwi: ngooli (n. soldier) kureva musoja.
  • Mankanya inoti taf (old, elderly) kureva mukweguru. Mamwe mazwi: ntaayi (n. demon) kureva mweya wetsvina.
  • Mankanya inoti ko (n. has the braod meaning of thing). Fananidzai nevara -nhu rinopa mazwi anoti munhu, chinhu, panhu, kunhu, manhu, zvinhu.
  • Mankanya inoti ŋko (animals) kureva mhuka. Mamwe mazwi: dko (n. place).
  • Mankanya inoti u-ko (n. things) kureva zvinhu. Mamwe mazwi: ka-ko (container) kureva chibatiro.
  • Mankanya inoti p-ko (small thing e.g. bead or stick) kureva kanhu. Mamwe mazwi: i-ko (things) kureva zvinhu.
  • Mankanya inoti b-ko (n. tree) kureva muti. Mamwe mazwi: mn-ko (fruit, trees) kureva miti kana michero.
  • Mankanya inoti halu (new) kureva idzva. Mamwe mazwi: deenu (right) kureva kurudyi.
  • Mankanya inoti wajent (n. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: ntaam (n. livestock) kureva zvipfuyo.
  • Mankanya inoti loŋ (one) kureva mumwe. Mamwe mazwi: paaj (six) kureva tanhatu.
  • Mankanya inoti taka (money) kureva mari. Mamwe mazwi: dun (front).
  • Mankanya inoti mbaŋ; baŋ (side) kureva divi. Mamwe mazwi: tap (shoot).
  • Mankanya inoti u-bus (n. dog) kureva imbwa. Mamwe mazwi: u-laar (n. spider) kureva dzvatsvatsva.
  • Mankanya inoti u-pi (n. goat) kureva mbudzi. Mamwe mazwi: u-ntaayi (n. spirit) kureva mweya kana mudzimu.
  • Mankanya inoti u-bel (n. shield) kureva nhoo. Mamwe mazwi: u-fet (n. compound) kureva musha.
  • Mankanya inoti u-tup (n. word, speech) kureva mashoko. Tup (v. announce) kureva kuzivisa. Fanannidzai nokuti mutupo?
  • Mankanya inoti kaara (n. face) kureva kumeso. Mamwe mazwi: moor (v. to sleep) kureva kukotsira.
  • Mankanya inoti joob (cold) kureva kutonhora. Mamwe mazwi: deey (n. grain).
  • Mankanya inoti beeka (n. town) kureva dhorobha. Mamwe mazwi: sub (n. rain) kureva kunaya.
  • Mankanya inoti nam (n. salt) kureva munyu. Mamwe mazwi: mn-tow (n. milk) kureva mukaka.
  • Mankanya inoti wit (n. cow) kureva mombe. Mamwe mazwi: tan (secure).
  • Mankanya inoti ndiis (n. desert) kureva gwenga. Mamwe mazwi: yoora (v. drown) kureva kunyura.
  • Mankanya inoti laak (n. stone) kureva ibwe. Mamwe mazwi: man-joonam (truth).
  • Mankanya inoti mn-dem (greatness) kureva hukuru. Mamwe mazwi: mn-jootan (sadness).
  • Mankanya inoti man-taaf (n. anxiety).

[1]

  1. https://www.lotpublications.nl/Documents/561_fulltext.pdf