Rwiyo

Kubva Wikipedia

Rwiyo kana chimbo kureva mazwi anoimbwa nevaimbi kazhinji zvichifambirana nezviridzwa zvakadai engoma, mbira, magitare, chipendani, hosho, zvichingodaro. Vanoimba kazhinji vanodzana zvakare, kudzana kwavo kuchienderana nemazwi anoimbwa. Kune mimhanzi inobva kunyika dzakasiyana ine maimbirwo nekudzana kwakatsaukana.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]