Kuenda

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kuenda (to go) zvinoreva kubva pauri wakananga kumwe.

Mammwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaSwahili vanoti endesha (cause to go) kureva kuendesa. VaSwahili vanoti enza (causative of end) kureva kusakisa kuenda.
  • VaSwahili vanoti enza (1. set in motion, start; 2. steer, conduct, lead a meeting; manage, operate a business; 3. carry out a plan).
  • VaGiryama vanoti kwenda (to go) kureva kuenda. VaGiryama vanoti hinde (let us go) vachireva handei.
  • VaGiryama vanoti ku-hamba (v. travel) vachireva kuenda rwendo. VaGiryama vanoti muhambi (n. traveller) vachireva murwendo.