Dzvatsvatsva

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Dzvatsvatsva kana nyarutanda (Spider) kapuka kemhando yembuyu kane makumbo masere(eight) kane marudzi akawanda. Vamwe vatauri vanoti dzvatsvatsva.

Buwe kana buve (A poisonous hairy spider). Pahuwandu toti mapuwe.

Buwe

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kalanga[chinja | edit source]