Ekikabwa

From Wikipedia
(Redirected from Kabwa)
Jump to navigation Jump to search

Ekikabwa mutauro unowanikwa kuTanzania.

Mazwi Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • VaKabwa vanoti erangi (n. colour) kureva rudzi rweruvara.
  • VaKabwa vanoti -takunya (chew) kureva kutafuna kana kutsenga.
  • VaKabwa vanoti -tangatira (take the lead, go first; be in front) kureva kutangira.
  • VaKabwa vanoti -taanu (n. five) kureva shanu.
  • VaKabwa vanoti taata (n. father) kureva baba.
  • VaKabwa vanoti taata omuke (n. father's younger brother; uncle) kureva babamunini.
  • VaKabwa vanoti taata omukuru (n. father's older brother; uncle) kureva babamukuru.
  • VaKabwa vanoti taata (n. father) kureva baba.
  • VaKabwa vanoti -tema (hit; bit) - sokuti kutema nedombo.
  • VaKabwa vanoti -tema eng'oma (play the drum) kureva kuridza ngoma.
  • VaKabwa vanoti -terema (be calm ; be patient) - zvichida vanoreva kuterama.
  • VaKabwa vanoti -tongera (advise someone; make a will) kureva kupanga mazano.
  • VaKabwa vanoti tubwi (sound made by something falling in water) kureva chubwi.
  • VaKabwa vanoti -tuka (insult, abuse, curse) kureva kutuka.
  • VaKabwa vanoti -tuma (send or instruct someone to go do a certain task) kureva kutuma.
  • VaKabwa vanoti -tunga (string together beads) kureva kudungira.
  • VaKabwa vanoti -tunga (rule over a certain area) kureva kutungamira kana kutonga.
  • VaKabwa vanoti oruganda (clan) kureva dzinza.
  • VaKabwa vanoti orugoga (green-coloured scum on water) kureva zerere.
  • VaKabwa vanoti orugoye (string, rope) kureva tambo.
  • VaKabwa vanoti orujoya (n. fur).
  • VaKabwa vanoti orukundi (umbilical cord).
  • VaKabwa vanoti orute (drool; saliva; spittle) kureva rute.
  • VaKabwa vanoti orwambo (bait) kureva hwambo.
  • VaKabwa vanoti maahi kana maayi (n mother) kureva amai.
  • VaKabwa vanoti -maahirira (look at) kureva kumaira.
  • VaKabwa vanoti -mera (germinate, sprout, grow) kureva kumera.
  • VaKabwa vanoti -menya (dwell; live) kureva kugara.
  • VaKabwa vanoti mirongo ena (fourty) kureva makumi mana.
  • VaKabwa vanoti mirongo esatu (fifty) kureva makumi mashanu.
  • VaKabwa vanoti mpaka (until) kureva mupaka.
  • VaKabwa vanoti munjara (famine) kureva nguva yenzara.
  • VaKabwa vanoti murwire (heaven) kureva kudenga raMwari.
  • VaKabwa vanoti kabhira (tribe) kureva rudzi rwevanhu. VaSwahili vanoti Kabila.
  • VaKabwa vanoti kandura (strip off e.g. bark or husks) kureva kusvuura rwodzi.
  • VaKabwa vanoti -kuruga (stir together) kureva kukurunga.
  • VaKabwa vanoti ekigambo (n. language) kureva mutauro.
  • VaKabwa vanoti ekirengero (measuring device) kureva chipimiso.
  • VaKabwa vanoti ekirungo (n. spice, condiment) kureva chirungo.
  • VaKabwa vanoti ekisaya (jaw) kureva shaya.
  • VaKabwa vanoti ekitara (storehouse) kureva dara.
  • VaKabwa vanoti ekyaro (land, country, nation; world; region; village; large area) kureva nyika.
  • VaKabwa vanoti ekyasi (milking container - made from wood) kureva chasi.
  • VaKabwa vanoti ekyoto (campfire) kureva choto.
  • VaKabwa vanoti emande (groundnut, peanut) kureva nzungu.
  • VaKabwa vanoti embiro (soot) kureva chiny'ai.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • VaKabwa vanoti jaaji (grandfather) kureva sekuru. Jaji izita remhuri.
  • VaKabwa vanoti -kora (v. do) kureva kuita.
  • VaKabwa vanoti -kora emirimu (v. work) kureva kushanda kana kuita basa.
  • VaKabwa vanoti kira (each; every) kureva chimwe nechimwekana zvose.
  • VaKabwa vanoti kira ekintu (everything).
  • VaKabwa vanoti nyaruteeri (n. January) kureva mwedzi wendira.
  • VaKabwa vanoti orutiti (backbone; spinal cord) kureva muzongoza.
  • VaKabwa vanoti orusonga (point, tip, end).
  • VaKabwa vanoti ekitare (virgin) kureva mhandara.