Kutuma

Kubva Wikipedia

Kutuma (to send, commission) zvinoreva kurayira munhu kuti aite basa rinenge rataurwa kana kunda kwarehwa. Kazhinji munhu mukuru ndiye anotuma mudiki.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kihaya inoti okutuma (to send someone) kureva kutuma. VaHerero vanoti tuma (to send someone) kureva kutuma.
  • Kinyarwanda inoti gutuma (cause to do). Kikuyu inoti kotuma (v. to depute; to dispatch) vachireva kutuma.
  • Uyo Ibibio vanoti utom (work, errand, message).
  • Kikongo inoti tuma (to send, comission, dispatch, depute, order, bid, command, direct or instruct a person; order to go).
  • Kikongo inoti lutumu (n. message). Kikongo inoti uruma (v. send; delegate).
  • VaMambwe vanoti -koma (to withstand, endure, to be stubborn, obstinate, indocile) - zvichida vanureva kukoma pakutumwa.
  • BaRonga vanoti kuzruma (v. send) vachireva kutuma. Mamwe mazwi: muzrumi (n. one who sends) kureva mutumi.