Kutonga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Kutonga Nyika kana kuvusa (to rule or govern) zvichireva kuva mubati mukuru wenzvimbo kana kuva bato guru renzvimbo.
  • Kutonga Mhosva (to judge, decide a case) zvichireva kugamuchira humbowo hwemhaka nekududzira kuti pakaparwa mhosva here.
  • Kutonga (to be prominent, leading) zvichitaurwa pamusoro pechinhu chiri kutungamira panguvayo maringe nezvinhu zvinoshaviwa nevanhu. Sokuti mazuvano ane mari ndiye ari kutonga.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

  • VaNyungwe vanoti -tonga (v. govern; judge) kureva kutonga.
  • VaNyungwe vanoti -tongesa (v. judge) kureva kutonga mhosva.
  • VaKabwa vanoti -tunga (rule over a certain area) kureva kutungamira kana kutonga.
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti iteko (rule).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti gutegeka (to rule; govern).
  • Mururimi rweKinyarwanda vanoti ubutegetsi (to rule; govern).


Disambig.svg
This disambiguation page lists articles associated with the same title.
If an internal link led you here, you may wish to change the link to point directly to the intended article.