Zvose
Zvose (kana zvese) ndizvo zvose zviriyo; zvinopesanisana ne Upasina, kana kuti muzeredzwa (complement) wayo. Kuti zvose ndiko kuzara kwezvinhu zvinoenderana nemusoro wenyaya. Pasina kutaurwa kana kurehwa miganhu, inogona kureva chero chinhu. Rudenganenyika kana kuti Yunivhesi ndicho chinhu chiri chose chiripo murugorokodzwa, kunyangwe zvazvo Ungavhesi (multiverse) richivapo zvichienderana ne gorokodzwa rwe mavuko eUnenarhadenga (cosmology). Inogona kureva maoneroepasirese ehuisavanhupakati (anthropocentric),[1] kana hwerengedzo ye ruzivo rwevanhu, nhoroondo, uye mamiriro evanhu zvachose.[2] Chese chinhu uye entity chikamu chezvose, kusanganisira yese mwiri ye nyama uye mune dzimwe nguva zvinhu zvese zvisingaoneki.
Skopu[chinja | edit source]
Mukurukurirano ye nguva dzose, iko kuti zvose zvinowanzonongedzera bedzi kumubatanidzwa wezvinhu zvine chokuita nemsorowenyaya iri kukurukurwa. Kana pasina ganhuriro inotaurwa, shoko rokuti zvose ringagonazve kushandiswa kurukigwa yunivhesi, kana kuti pasirose.
Yunivhesi zvinonyayo tsanangurwa sechinhu chose chiriyo: nguva yose, mhando dzesebhe dzose, ito (eneji) uye runhanhira, uye mitemo ye fundoyetsimba nemasipitire anomatonga. Nekudaro, izwi rokuti "Yunivhesi" rinogona kushandiswa mune zvakasiyana zvishoma, zvichireva pfungwa dzakadai se rhadenga (cosmos), pasirose kana chizvarirwo. Maererano nedzimwe fungidziro, yunivhesi rino rinogona kunge riri rimwe redzakawanda dzisingabatanidzwi, izvo pamwe chete zvinorondedzerwa seUngavhesi. Mugorokodzwa re yunivhesi re bubble, mune maruzvose asingaverengeki uye akasiyana-siyana, chimwe nechimwe chine zvimiro zvemuviri zvakasiyana. Mune gorokodzwa yakawanda-ye pasirose, matenga matsva anoburitswa nehuyero hwese hwe huwandu. Netsanangudzo, fungidziro idzi hadzigone kuyedzwa pari zvino, asi, kana matenga akawanda aripo, angangove ari chikamu chezvese.
Kunyanya mune metaphysical mamiriro, Nyika inogona kureva kune zvese zvinoumba vudi uye Yunivhesi: ona Pasirose (ugondamano). Nekudaro, pasirose inogona kureva Rinopasi "basi" inoonekwa kubva sehuisavanhupakati kana ye maoeneroepasirose (worldiview) evanhu, senzvimbo nevanhu
Mashoko ashandiswa[chinja | edit source]
- Upasina kureva kuti "nothingness' kana 'nothing' - iyi ndiyo muzeredzwa uye pesaniso ya Zvose.
- Rudenganenyika / Yunivhesi- Ruzvose kana Vuzvose mashoko arikuturikirwa kuti yunivhesi, paChingezi rinoreva kuti "zvese zviriyo, zvose" asi futi yunivhesi inzvimbo zve ndosaka irikunzi Vudenganyika.
- Ito (eneji) - kureva kuti eneji. KuChingezi rvinoreva kuti basa kana kuti activity, kuita. Saka 'ito' ririkuturikirwa eneji kuti simba ne ito zvikwanise kutsauraniswa.
- Rhadenga - kuturikira cosmos.Shoko iri rinoreva kuti "of the sky; of the above"
- Vudi kana Udi- reality
- Vuzima, Uzima - existence
Mabviro eruzivo[chinja | edit source]
- ↑ http://www.merriam-webster.com/dictionary/everything
- ↑ "This is the excellent foppery of the world..." — Shakespeare, King Lear,