Svetuka kuchirochemo

Kukurunga

Kubva Wikipedia

Kukurunga (to stir, mix by stirring) zvinoreva kukodzonga zvinhu zviri mupoto.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGwere vanoti kulunga kana kuyenga (v. blend, knead). VaHerero vanoti zunga (stir, agitate, put into motion).
  • VaNyungwe vanoti -kulunga (v. coil) kureva kumonerera. VaKongo vanoti bulunga (v. to stir a pot) kureva kukurunga poto.
  • Mang'anja vanoti bulunga, mbulunga, chabulungire kana kambulunje (round) kureva burunga.
  • Mang'anja vanoti kubulunga (to make a round form, roll, to describe a circle).