Svetuka kuchirochemo

Kurunga

Kubva Wikipedia

Kurunga (to spice, to add salt).

  • Chakanaka chakanaka, mukaka haurungwi munyu.
  • Nyakyusa vanoti lunga (add spice; put together) kureva kurunga. VaTonga neVaLozi vanoti kulunga (add salt, flavour, season) kureva kurunga.
  • VaLozi vanoti -lungalala (to be tasteless, insipid). VaGwere vanoti kirungo (ingredient) kureva chirungo.
  • VaTiriki vanoti khulunga (to flavour, season, cook food that requires seasoning) zvichireva kurunga. VaWanga vanoti okhulunga (flavor; season; cook food that requires flavoring) vachireva kurunga.
  • Kimbundu vanoti kulungila kana kulundila (v. Reserve; earmark; appropriate, destine; retain).