Kuridza
Mataridziko
Kuridza (to be sounded; to play an instrument) zvinoreva kuburitsa ruzha pamuromo kana pachiridzwa chemumhanzi. Zvinhu zvinoridzwa zvinosanganisira: ngoma, hosho, gitare, bhero; hwamanda; mbira; marimba; pfuti; muridzo; mheterwa zvichingodaro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaSwahili vanoti kilio (make a sound, cry, weep) vachireva kurira.
- VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuomba.
- VaChewa vanoti ombeza (cause to sound or rattle) vachireva kuombedza.
- VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuridza.
- Mang'anja vanoti kuomba manja (to clap one's hands) vachireva kuwombera.
- Mang'anja vanoti kuomba mchemo (to raise an alarm) vachireva kuridza mhere?