Kabila
Mataridziko
Kabila izita remhuri rinowanikwa kuDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: President Joseph Kabila; President Laurent Kabila.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaSwahili vanoti kabila (a tribe, subdivision of a tribe). VaDigo vanoti kabila (a tribe) kureva rudzi. VaKabwa vanoti kabhira (tribe, type, kind) kureva rudzi.
- Barawa vanoti Qabiila (tribe) kureva rudzi. VaIkizu vanoti rikabira (tribe) kureva rudzi. Maconde vanoti ikabila kureva rudzi.
- VaKabwa vanoti Genda otunge kwikabhira rya oweenyu (Go and rule over your tribe) kureva - enda unotonga rudzi rwenyu. VaKomo vanoti bhira (n. ethnic group).
- Kimbundu vanoti kabila (shepherd) kureva kufudza hwayi. Mamwe mazwi: kubila (v. graze, pasture, browse).