Chasi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chasi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaIkizu vanoti ichasi (1. cup made from wood; 2. special device to express milk) kureva kapu yemuti.
  • VaMambwe vanoti casi (wide open) kureva kushama kuti haradada. Mamwe Mazwi: -ilala casi (sleep with door open) kureva kurara gonhi rakavhurika.
  • VaSwahili vanoti chasi (abundance, plenty, a great many.).
  • VaDigo vanoti chatsi kana chiatsi (pole used to make the walls of a house).
  • VaWabo vanoti jási (Suddenly, instantaneously) vachireva pakare-pakare.