Kuterama

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti kuterama riri kushandiswa pano kutaura kuva nepfungwa kana murangariro wakanaka pamusoro penhau iri mudariro - being positive kuEnglish.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Kuteramisa (settle an affair finally - I think in the sense of decide on or determine or to set or to fix).
  • Kuteramisa (to be peaceful, calm).
  • Kuterama (to be flat, level, to be honest). Kuteramisa.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaNyakyusa vanoti telama (be or become low).
  • VaKongo vanoti ntelama (attitude, posture, a standing).
  • VaSwahili vanoti mteremo, miteremo, nderemo (joy, happiness; cheerfulness, contentment, comfort; light-heartedness, freedom from care; amusement).
  • VaSwahili vanoti terema (be carefree, cheerful, happy). Mazwi Anotodzana: teremesha (1. make someone carefree/ happy. 2. receive someone hospitably).
  • VaMambwe vanoti -tekanya (to be calm, quiet, patient, attentive; to control oneself) vachireva kudekama.