Mupaka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mupaka (until, as far as; border?) zvinoreva zvinodudza kuitwa chinhu kudakara pari kuvavarirwa kana pachadomwa pasvika. Nokumwe kutaura tingati kudzingara, kudzamara kana kudzimara.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao neVaSwahili vanoti mpaka (until, as far as) kureva mupaka. VaGwere vanoti paka (until). VaKagulu vanoti mhaka (border, boundary) kureva muganhu.
  • VaMambwe neVaBemba vanoti mupaka (n. border, boundary). VaShambala vanoti muhaka (n. limit) kureva mucheto - vanoisa h patinoisa p.
  • VaDigo vanoti phaka (to demarcate an area, to survey, e.g. to mark the dimensions of a house on the ground before digging the foundation, to indicate a boundary).
  • MaZulu vanoti umkhawuko kana umkhawulo (Boundary, end, terminus; limit; cessation).
  • VaZigula vanoti kuhakana (border on/with; bordering) kureva kuganhurana kana kupakana. Sokuti: Kenya ihakana na Tanzaniya (Kenya borders on Tanzania).