Shaya

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Human Rushaya rwemunhu rwezasi rwekuruboshwe

Shaya zvinoreva mapfupa maviri akakomberedza muromo; rimwe pfupa riri kumusoro rimwe riri zasi kwemuromo. Pamuromo wemuhu shaya ndidzo dzakabata mazino uye dzinoshanda pakutsenga, kuruma nekubata chikafu mukanwa.