Svetuka kuchirochemo

Gokwom

Kubva Wikipedia

Gokwom kana Komo mutauro weAfrika unowanikwa kuEthiopia, Sudan neSouth Sudan.

Mazwi Anotodza Bantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Gokwom vanoti baa (n. father, 2. paternal uncle) kureva baba.
  • Gokwom vanoti bat (n. duck) kureva dhadha. Lingala neYao vanoti libata (duck) kureva dhadha. ChiPutukezi vanoti (n. duck) pata kureva dhadha.
  • Gokwom vanoti bishi (n. work ) kureva bishi. Mamwe mazwi: bishi ba kkolo (n. handicraft) kureva hudavadi. Bishi babʉn (n. our culture).
  • Gokwom vanoti galam (n. pen) kureva penzura. Kirundu vanoti ikaramu kana amakaramu (pencil/s) vachireva penzura.
  • Gokwom vanoti garwesh (n. partridge ) kureva chikwari.
  • Gokwom vanoti shog (n. foot, leg) kureva tsoka kana gumbo.
  • Gokwom vanoti yi bishi (n. worker, laborer) kureva mushandi.
  • Gokwom vanoti at (n. child; son, daughter) kureva mwana.
  • Gokwom vanoti badiye (n. rainbow) kureva murarabungu.
  • Gokwom vanoti balala (no longer a virgin) kureva mvana.
  • Gokwom vanoti bambe (n. sweet potato) kureva mbambaira. Mamwe mazwi: doko (n. potato) kureva mbatata.
  • Gokwom vanoti benzero (n. field, playground) kureva dandare.
  • Gokwom vanoti boya (n. color) kureva muvara.
  • Gokwom vanoti dam (n. honey) kureva huchi.
  • Gokwom vanoti dizi (n. owl) kureva zizi.
  • Gokwom vanoti dɨnga (n. elephantfish - electric) imhando yehove.
  • Gokwom vanoti gaata (n. fence) kureva fenzi.
  • Gokwom vanoti gana (n. wealth, possessions) kureva hupfumi.
  • Gokwom vanoti gara (n. bell, horn) kureva bhero kana nyanga.
  • Gokwom vanoti gombol (n. valley) kureva mupata.
  • Gokwom vanoti goti (n. fire stones) kureva mapfihwa.
  • Gokwom vanoti gubi (n. hut, house) kureva imba. Mamwe mazwi: gubi sa (n. hospital). Gubi shum (n. butcher shop).
  • Gokwom vanoti guunda (n. corncob) kureva muguri wechibage.
  • Gokwom vanoti gʉ bɨze (n. Bɨze clan). Mamwe mazwi: gʉ bishero (n. Bishero clan). Gʉ kwasha (n. Kwasha clan). Fananidzai nokuti gushungo.
  • Gokwom vanoti gwata (n. forked pole (hut)) kureva mhandi.
  • Gokwom vanoti kaka (n. grandmother) kureva ambuya. Mamwe mazwi: kalang (n. groundnut) kureva nzungu.
  • Gokwom vanoti kita (n. shirt) kureva hembe. Mamwe mazwi: kɨlanzɨ (n. grasshopper) kureva hwiza.
  • Gokwom vanoti kwaŋa (n. pumpkin) kureva nhanga. Mamwe mazwi: kwapa (n. ring) kureva rhinghi.
  • Gokwom vanoti oshon (adv. correct) kureva zvakarungama.
  • Gokwom vanoti para (n. 1. platform, 2. lookout platform for fields).
  • Gokwom vanoti rita (n. wild cat).
  • Gokwom vanoti saiti (n. watch). Mamwe mazwi: wada kana watala (n. fox).
  • Gokwom vanoti som (n. father) kureva baba.
  • Gokwom vanoti shara (n. calf muscle) kureva tsapfu.
  • Gokwom vanoti ssʉ (n. river) kureva rwizi.
  • Gokwom vanoti ssʉlʉagɨ (v. drop, dribble ; drip, sopping wet) kureva kuduza kana kutota.
  • Gokwom vanoti ssʉmbɨ (n. snail ) kureva hozhwa.
  • Gokwom vanoti sswana (n, gureza monkey) imhando yetsoko.
  • Gokwom vanoti washa (adv. quick, fast ) kureva kukasira.
  • Gokwom vanoti zama (n. wound) kureva chironda.
  • Gokwom vanoti zɨsh (adj. new, repaired) kureva chitsva.

Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.