Tsoko

Shoko[1]
Tsoko (Nge: monkey) soko kana shoko imhuka inowanikwa muAfurika neEzhiya inoda kufanana negudo asi ine mumhu mudiki pane gudo. Tsoko dzinowanikwa munzvimbo zhinji muZimbabwe dzichigara musango.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Kune madzinza ane mutupo weshoko anosanganisira: