Hozhwa
Hozhwa imhuka inogwesha nepasi ine chimudende pamusoro pemuviri wayo.
Kune dzimwe nyika hozhwa inodyiwa nyama uye inotengeswa kuma Hotera.
Homba kana humba (shell of snail)