Hwiza

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Hwiza kana gwata (Grasshopper).

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Icho chakasiiwa ngemakonye, ndongwe dzakadya. Chakasiiwa ngendongwe, gwata rakadya; neicho chakasiiwa ngegwata, mbunga dzakadya. What the cutter-worms left, the locusts ate; what the locusts left, the grasshoppers ate; what the grasshoppers left, the shearer-worms ate. Joel 1:4, (kubva muBhaibheri reChiNdau.
  • Ndinozohwirinzira kwomuri makore edzakadya ndongwe, gwata, makonye nembunga: I will restore to you the years that the locusts ate, the grasshoppers, shearer-worms and cutter-worms. Joel 2:25, (kubva muBhaibheri reChiNdau.

Zvirevo[chinja | edit source]

  • Ndongwe inyama hazvienzani nenhikiti. Locust meat is better than pumpkin relish.
  • Pashoma-pashoma/ kudya kwendongwe. Little-by-little is the way locusts eat (everything).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Vatauri veLuganda vanoti nsenene (grasshopper) kureva hwiza.
  • VaTonga vanoti chikwikwi (swarm of locust) vachireva mukuze wehwiza.