Murarabungu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Радуга над вулканическими конусами.jpg

Murarabungu (Chingezi: rainbow) kana Muraraungu rundaza rwechiedza chinooneka rwunotaridzika mudenga zvichikonzerwa nerutsaudzo rwechiedza pamwe nebambura chiedza zvichiitika panosangana chiedza chezuva nemadonhwe emvura ari mumhepo. Murarabungu unoonekwa une shepi yeuta kana mhetwa uine mitsetse yeruvara rwakawanda. Murarabungu uchinge wakonzerwa nechiedza chezuva unoonekwa uri muchikamu chedenga chakatarisana nekune zuva. Vamwe vatauri vanoti chongwe, muchekawaramba kana mutsiwemvura.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • ... kwaiyapozve utahwadande hwechitendenedza chigaro choumambo, hwairingirika hwakadai ngebuwe reemeraridhi: A rainbow that shone like an emerald encircled the throne. (Revelation 4:3 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]