Penzura

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Penzura (Pencil) chinyoreso chinoshandisa kamuti kakagadzirwa ne graphite kunyora pabepa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti ikaramu kana amakaramu (pencil/s) rinotaurwa mururimi rweKirundu.