Chifanji

Kubva Wikipedia
Chifanji
Bafanji
Chuufieʼ
Rhijoni: Kameruni
Rudzi: Vafanji
Vatauri

vekuzvarwa:

17,000 (2008)
Mhuri ye

mutauro:

Naija–Kongo
Makhodhi emutauro
ISO 639-3 bfj
Glottolog bafa1249

Chifanji (kanaga chuufiè (chufie) kana Chibafanji mutauro we Chibantu weboka reChimbam-Nkam unotaurwa neVafanji (vanozviti Bafanji) vekurhijoni iri kumaodzanyemba ema madokero eKameruni. Chinevatauri vanofungirwa kusvika 17,000. Mutauro uyu unemoforojia ye uinzwi, kusanganisa rudzokorodzwa (reduplication) inosanganisa zvipauro.

Vatauri veChifanji vanosvika 8,500, vanodana chiChuufi. Inotaurwa kuchamhembe che Ndop muDhipatemende ye Ngoketunjia, murhijoni ye maodzanyembaemadokero. Ine hukama huri pedyo ne Chibhamali, Chimengambo, uye Chibhambalang.

Mashoko anotodza Chishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bafanji vanoti yimu (n. one) kureva imwe. Mamwe mazwi: yipaa (n. two) kureva mbiri.
  • Bafanji vanoti yitii (n. three) kureva tatu. Mamwe mazwi: yintaiŋ kana taiŋ (n. five) kureva shanu.
  • Bafanji vanoti yintou (n. six) kureva tanhatu.
  • Bafanji vanoti yooŋ (n. thing) kureva chinhu. Mamwe mazwi: chɨʉno (n. something) kureva chimwe chinhu.
  • Bafanji vanoti zi (know something or someone) kureva kuziva.
  • Bafanji vanoti chéeŋ (v. chew) kureva kutsenga.
  • Bafanji vanoti gyɛ̀ (v. divide, separate, share) kureva kugova.
  • Bafanji vanoti káŋ (v. milk cows or goats) kureva kukama mukaka.
  • Bafanji vanoti kɨkuaʼ (n. carved stool, or wooden stand) kureva chituru. Fananidzai nokuti chikuva?
  • Bafanji vanoti kɨzaŋ (n. rattle worn on ankles used in dancing). Fananidzai nokuti Chizanga?
  • Bafanji vanoti kúaʼ (v. grow up - people) kureva kukura kwevanhu.
  • Bafanji vanoti mbaa (n. hut) kureva imba.
  • Bafanji vanoti mma (n. mother) kureva amai.
  • Bafanji vanoti ntɨŋ (n. heart) kureva moyo. Chewa vanoti mutima.
  • Bafanji vanoti ŋgyeŋ (n. crocodile) kureva ngwena.
  • Bafanji vanoti soŋ (n. elephant) kureva nzou.
  • Bafanji vanoti ndɨ (n. truth) kureva idi.
  • Bafanji vanoti zúa (v. warm oneself) kureva kuzamba zuva kana kuzvidziyisa.
  • Bafanji vanoti zóuʼ (v. hear, sense, perceive; 2. obey, 3. feel; 4. taste) kureva kunzwa.
  • Bafanji vanoti zóoŋ (v. tie a knot) kureva kusunga.
  • Bafanji vanoti toŋ (n. village, town) kureva musha kana guta. Fananidzai nechirevo chokuti - Rooranai vematongo?
  • Bafanji vanoti toŋ (send to do something) kureva kutuma.

Mamwe mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bafanji vanoti (n. tree) kureva muti.
  • Bafanji vanoti figi (v. sell) kureva kutengesa.
  • Bafanji vanoti fuŋ (n. mold, decay) kureva kuwunda.
  • Bafanji vanoti Fuoŋ (n. Chief, ruler) kureva Ishe. Yao vanoti mfumu.
  • Bafanji vanoti go (n. skin of fruit) kureva deko remuchero.
  • Bafanji vanoti kweŋ (n. semen) kureva huronyo.
  • Bafanji vanoti mbimbi (n world).
  • Bafanji vanoti mbɨŋ (n. body) kureva muviri.
  • Bafanji vanoti ŋgoŋ (beside or near water).
  • Bafanji vanoti nzuaʼ (n. chest, heart, attitude) kureva chipfuwa.
  • Bafanji vanoti séɨ (v. slice).
  • Bafanji vanoti wuŋgẅe (n. grass - Brachiaria deflexa) kureva huswa. Fananidzai nokuti Maungwe?
  • Bafanji vanoti túŋ (v. weave) kureva kuruka. Mamwe mazwi: túŋ (v. kick) kureva kukava. túŋ (v. shoot a weapon) kureva kupfura pfuti.
  • Bafanji vanoti toŋ (n. life) kureva hupenyu. Mamwe mazwi: toŋ (adj. in the middle, middle or fullest extent of a part of a day).

Ruambainzwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvinzvanyira[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Labial Alveolar Post-

alveolar

Palatal Velar
Nasal m n ɲ ŋ
Stop Plain p t t͡ʃ c͡ç k
Aspirated t͡ʃʰ c͡çʰ
Prenasalised mb nd nd͡ʒ ɲɟ ŋɡ
Fricative Voiceless f s ʃ ç
Voiced z ɣ
Approximant Central j w
Lateral l ʎ