Maitiro ekuruka

From Wikipedia
(Redirected from Kuruka)
Jump to navigation Jump to search

Chinyorwa chino chiri kubatanidza mashoko anotaura kuruka.

  • Kumininga (knit skillfully with hands; Move all the fingers at once). apa kureva kuruka nemaniti
  • Kumininguka (Be, or be able to be, knitted skilfully).
  • Kuminingura (Undo knitted object) apa kureva kurudunura chirurkwa.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • MaZulu vanoti luka (v. plait, weave) vachireva kuruka.
  • VaGwere vanoti kuluka (build, make, craft, construct, weave, sew).
  • Vatauri veKidawida vanoti kuluka (v. plait, to weave, to spin) kureva kuruka.
  • VaShambala vanoti ku-shonga kana ku-luka (twist).