Kunzwa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kunzwa (to hear).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaDigo vanoti kusikira (to hear, to listen, to obey) kureva kunzwa kana kuteerera.
  • VaDigo vanoti sikiro (1. ear, 2. handle) kureva nzeve.
  • VaDigo vanoti sikiro (1. hearer) kureva munzwi.
  • VaDigo vanoti sikiza (to hear, listen, obey) kureva kunzwa.
  • VaDigo vanoti sikizana (to understand one another) kureva kunzwanana.