Kugova

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
  • Kugova (distribute or give away as a present).
  • Kugovana (apportion tasks or things mutually).
  • Kugovanya (distribute indiscriminately and aimlessly; squander).
  • Kugoveka (be distributable).
  • Mugovi (distributor or a giver).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaChewa vanoti pungu (a share, a portion, an equal, a match) vachireva mugove. VaNyoro vanoti -koba kana -kobere (to share, to be partners in a purchase).
  • VaNyoro vanoti okugabana (v. share) kureva kugova. VaNyoro vanoti mugabo (n. share) kureva mugove. Nsenga vanoti chipindi kana nkana (share, portion; piece).
  • VaTaita vanoti fungu (share; part) kureva mugove. Mamwe mazwi: fungu (lump - small helping of porridge) kureva mukonde wesadza.
  • VaVenda vanoti mukhovhe (n. share). VaKongo vanoti kunku (share; part, portion, lot, piece) kureva mugove kana chikamu.
  • VaSwahili vanoti mkasama, miasma kana kasama (1. part, share, division, partition, distribution) kureva mugove.