Chizanga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chizanga izita rinowanikwa muZimbabwe. Izwi rokuti chizinga rinoreva huyu yehuchi - honeycomb.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGiryama vanoti kidzanga, kitsuvi kana ndale (anklet - ornament worn around the ankle).
  • VaMang'anja vanoti zanga (to cut little bald patches in the hair) vachireva kugera zvidzvanga muvhudzi.
  • VaMang'anja vanoti kuzanga (annoy; to grieve; spoil) vachireva kunyon'onya.
  • VaNgala vanoti zanga (v. miss, need).