Mitauro ye Chinaija-Kongo

Kubva Wikipedia

Mitauro ye Chinaija-Kongo imhuri ye mutauro hwe usumamunyati inotaurwa muruzhinji (asi kwete wose) wehuwandu hwe muSaharadzasi ye Afurika. Inobatanidza mitauro ye Chimande (mhuri ine udhaivhesi hwakafanana ne mitauro ye chiindo-Yuropu), mitauro ye Chiatlandiki-Kongo (dzino gova munyire we sistimu ye musangu-we-nauni), uye mimwe mitauro inotadzwa kupangurwa. Mhuri ye Chinaija-Kongo inogon kuva mhuri kurukuru pasirose, ye chitatu pakuwanda kwevatauri, uye ndiyo mhuri hombe muAfurika pakutaura nezve nzvimbo paTarachisi. Uyezve, ndiyo mhuri huru pakuva ne mitauro iri distingiti, ichiteerwa neOstironezhiya. Mitauro ye Chinaija-Kongo ne eretsinorogu i1,540.

Pakava ne humbowo kuratidza kuti iri vharidhi (valid), inogona kuva mhuri yemitauro yechitatu pasirose pahuwandu hwevanhu vanoutaura serurimi rwamai, vatauri vanosvika 700 miriyoni kubva muna 2015. Mitauro ye Chinaija-Kongo dzinotaurwa nehuwandu hwevanhu vakawanda hwunosanganisa Chiyorubha, Chiigbho, Chifurufurudhe (Chifurani), Chishona, Chisutu uye Chizulu. Chiswahiri ndicho chinotaurwa zvakanyanya pakati pe mitauro ye Chinaija-Kongo uye muAfurika yese, unoshandiswa semutauro wenyika zhinji kuMabvazuva uye Chemhembechemabvazuva e Afurika.

Mumhuri ye Chinaija-Kongo pane dzimwe mhuri dzemitauro senge Chiatlandiki-Kongo, Chidhogoni, Chimande, Chiijo uye Chirashadhi (pamusoro pezvo mitauro ye Chibantu chikamu cheboka re Chinaija-Kongo futi).

Mabazi emitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Chinaija-Kongo

Horokodzwa huru[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Atlandiki-Kongo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Atlanta

Boka re Chiatlandiki chiri polyphyletic rinoverengerwa 35 miriyoni vatauri kubva muna 2016, yakanyanya kusanganisa vatauri we Chifula uye Chiworofu. Atlandiki hayiwonekwi sechikamu chiri vharidhi kuboka racho.

Vhoruta-Kongo

Tarisai futi peji re Mitauro ye Vhoruta-Kongo

  • Vhoruta ye Maodzanyemba
    • chiKru: mitauro ye Kru ndeye vanhu vekuMadokero eAfurika; inosanganisa Chibhete (Bété), Chinyabwa, uye Chidhidha (Dida).
    • Adhamawa-Ubhangi:
      • chiAdhamawa: ine mitauro ne mitauronyina unosvika padhuze ne 100, dzakagohwa pa plateu ye Chiadhamawa, inotaurwa ne vanhu vanoestimetwa kusvika kuhuwandu hwe 1.6 miriyoni kubva muna 1996; mutauro mukuru i Chimumuye, unotora kota yehuwandu hwevatauri we Chiadhamawa.
      • chiUbhangiya: iboka diki remitauro inotaurwa muRudhende rweAfurika ye Pakati. Inogona kumira yega kana guiswa ne Adhamawa kuita "Adhamawa-Ubhangi".