Kutengeserana
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKutengesa)
Kutengeserana (buying and selling, trading) zvinoreva kutenga nekutengesa pakati pevanhu kana nyika.
- Kutenga (to buy) zvinoreva kubhadhara mari kuti chinhu changa chiri chimumwe chichiva chako.
- Kutengesera (to sell) zvinoreva kubhadharwa mari kuti chinhu changa chiri chako chichiva chomumwe.
- Kutengera (to buy) zvinoreva kutenga chinhu uchizopa mumwe munhu, kana kutenga chinhu pachinzvimbo cheumwe munhu.
- Kutengerwa (to have one buy for you).
- Kutengerana (to buy for each other).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kihaya vanoti kugula kana okugura (to buy) kureva kutenga. Mamwe mazwi: kuguza kana okuguza (to buy) kureva kutenga.
- VaChewa neMang'anja vanoti malonda kana maronda (goods for sale, merchandise; trade goods; barter).
- VaMakua vanoti maronda (trade) vachireva kutengeserana. Mang'anja vanoti kulonda (barter goods).
- Chuwabo vanoti maronda (v. trading; business) vachireva kutengeserana. Shambala vanoti kusakanya (to barter).
- Lubwisi vanoti bughulaani (n. Trade, commerce). Luganda vanoti obyamuguzi (n. merchandise).