Svetuka kuchirochemo

Chikuva

Kubva Wikipedia

Chikuva inzvimbo yakakwirira iri kumberi kwekicheni dzekumaruwa inoshandiswa kugadzikira hari. Vamwe vatauri vanoti hwira, huva kana chikuva.

  • Izwi rokuti guva rinoshandiswa kureva floor yemba kana kuti pasi.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Nyanja inoti gua (platform of well-molded clay made in the verandah or sleeping room).
  • Nyanja inoti gua (n. dry heaps of sand left when the river falls; sandbanks; heaps of sand; ribs of sand).