Nyakyusa
(Redirected from VaNyakyusa)
Jump to navigation
Jump to search
Nyakyusa mutauro unowanikwa kuTanzania neMalawi. Rudzi urwu runodanwa nemamwe mazita anonzi Sokile, Ngonde kana Nkonde.
Mashoko Anotodza Shona[chinja | edit source]
- VaNyakyusa vanoti nongwa (issue, affair, cases). Zvichida ishoko rimwe nokuti nhongwa.
- VaNyakyusa vanoti ulubilo (race) kureva mujawo. Ko kuti Nyaruviro?
- VaNyakyusa vanoti njila (road, path) kureva nzira.
- VaNyakyusa vanoti majolo (yesterday) kureva zuro.
- VaNyakyusa vanoti mundu (person) kureva munhu.
- VaNyakyusa vanoti maaso (eyes) kureva meso.
- VaNyakyusa vanoti umpunga (rice) kureva mupunga.
- VaNyakyusa vanoti kubomba (v. working) kureva kushanda.
- VaNyakyusa vanoti mbombo (n. work).
- VaNyakyusa vanoti ifibombelo (n. tools).
- VaNyakyusa vanoti njala (hunger) kureva nzara.
- VaNyakyusa vanoti kalulu (n. hare) kureva tsuro.
- VaNyakyusa vanoti kufwa (to die) kureva kufa.
- VaNyakyusa vanoti ulugoje (rope). Ko zita rinonzi Rugoyi?
- VaNyakyusa vanoti taata (n. father) kureva baba.
- VaNyakyusa vanoti jaake (his or hers) kureva zvake.
- VaNyakyusa vanoti ikipanga (village) kureva musha.
- VaNyakyusa vanoti mwene (self) kureva mbune.
- VaNyakyusa vanoti abeene (owners) kureva vene.
- VaNyakyusa vanoti paasi (down) kureva pasi.
- VaNyakyusa vanoti panja (outside) kureva panze.
- VaNyakyusa vanoti ndume (husband) kureva murume wemunhu.
- VaNyakyusa vanoti ukusala (choose, pick) kureva kushara.
- VaNyakyusa vanoti ukumeta ( to cut esp. hair) kureva kumweta.
- VaNyakyusa vanoti ukubola (to rot, to go bad) kureva kuora.
- VaNyakyusa vanoti inamiike (bend) kureva kugonyesa. Ko zita rinonzi Manamike?
- VaNyakyusa vanoti inyendo (journeys) kureva nzendo.
- VaNyakyusa vanoti imbatiko (procedure/s) kureva mabatiro.
- VaNyakyusa vanoti indumi (message, news) kureva nhau.
- VaNyakyusa vanoti indagilo (laws, commissions).
- VaNyakyusa vanoti imbwa (dog/s) kureva imbwa.
- VaNyakyusa vanoti inyala (grindstones) kureva huyo neguyo.
- VaNyakyusa vanoti nya (defaecate) kureva kunya.
- VaNyakyusa vanoti lwisi (river) kureva rwizi.
- VaNyakyusa vanoti ima (not give, deprive) kureva kunyima.
- VaNyakyusa vanoti kanyanga (trample). Zvichida izwi rimwe nokuti kukanyanga?
- VaNyakyusa vanoti pilika (hear) kureva kunzwa. Ko kupirikira?
- VaNyakyusa vanoti mooto (fire) kureva moto.
- VaNyakyusa vanoti ukulonda (to search) kureva kuronda.
- VaNyakyusa vanoti tala (do first; be first to do).
- VaNyakyusa vanoti fuma (come from) kureva kubuda kubva.
- VaNyakyusa vanoti fumuka (become known, famous) kureva kufumuka. Vanobva vati fumusya (announce).
- VaNyakyusa vanoti fika (arrive) kureva kusvika.
- VaNyakyusa vanoti pima (weigh, measure) kureva kupima.
- VaNyakyusa vanoti tema (cut) kureva kutema.
- VaNyakyusa vanoti tunga (hang, string together) kureva kutungira.
- VaNyakyusa vanoti fumbula (solve).
- Vanobva vati fumba (enclose in mouth or hands) kureva kupfumba.
- VaNyakyusa vanoti kumanya (to know) kureva kuziva.
- VaNyakyusa vanoti manyika (be known) kureva kuzivikanwa.
- VaNyakyusa vanoti koma (hit) kureva kukoma ngatiti nenyundo.
- VaNyakyusa vanoti saama (move, migrate) kureva kutama.
- VaNyakyusa vanoti sanuka (alter) kureva sanduka kana shanduka. Vanobva vati sanukila (turn to).
- VaNyakyusa vanoti pangula (dismantle) kureva kupangura?.
- VaNyakyusa vanoti tapuka (separate). Ko kutapudza?
- VaNyakyusa vanoti pinya (bind, detain, fix). Ko zita rinonzi Mupinyuri?
- VaNyakyusa vanoti lwa (fight) kureva kurwa.