Kusarudza
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKushara)
Kushara kana kusarudza (to select, to choose) zvinoreva kuketa chaunoda kubva pane zvinhu zvakawanda.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti sala (choose, select, prefer) kureva kushara.
- VaBemba vanoti sala (assort) kureva kushara kana kusarudza.
- VaVenda inoti -ta (v. choose for; designate; nominate) kureva kusharira.
- VaVenda muto (n. nomination).
- Taabwa inoti kupona kana kusala (v. choose) kureva kusarudza.
- VaNyakyusa vanoti ukusala (v. choose) kureva kushara.
- VaNsenga vanoti salula (v. choose; select) kureva kusarura.
- Chuwabo vanoti osakula (v. choose) kureva kushara.
- Chuwabo vanoti nsakulano (preference). Fananidzai nokuti tsarukano?
- Nawdm vanoti roobróːb́roo; rool; roora; room (choose, designate; appoint; sort; choice; appointment; election; thinning of plants or seedlings) kureva kusarudza.