Rugoyi

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Rugoyi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Rimwe zita tiri pedyo rinnovi Mukoyi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweLuwanga vanoti omukoye (rope; string; tape; cord; belt; etc).
  • Mururimi rweLuwanga vanoti omukoye kwamasinde (plaited grass rope).
  • VaMakua vanoti mkoi (rope) kureva tambo.
  • VaNyakyusa vanoti ulugoje (rope) kureva tambo.
  • VaTaita vanoti lugoi, ngoi (rope) kureva tambo.
  • VaGanda vanoti lugoi (cloth, rope, string) kureva jira, rhopu kana tambo.
  • VaShambala vanoti lugole kana gole (string; bowstring) vachireva tambo.