Kupfumba

Kubva Wikipedia
  • Kupfumba (to form a fist) zvinoreva kupetera chanza kuti chiite chibhakera.
  • Kupfumba (to become established, distinct or pronounced).

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWanga vanoti okhufumbara (hold in the clenched hand; take a handful) vachireva kupfumbata.
  • VaWanga vanoti okhufumbira (surround, enclose) vachireva kupfumbira.
  • VaWanga vanoti okhufumba (fold, bend) vachireva kupeta.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.