Nyakyusa

From Wikipedia
(Redirected from Sokile)
Jump to navigation Jump to search

Nyakyusa mutauro unowanikwa kuTanzania neMalawi. Rudzi urwu runodanwa nemamwe mazita anonzi Sokile, Ngonde kana Nkonde.

Mashoko Anotodza Shona[chinja | edit source]

  • VaNyakyusa vanoti nongwa (issue, affair, cases). Zvichida ishoko rimwe nokuti nhongwa.
  • VaNyakyusa vanoti ulubilo (race) kureva mujawo. Ko kuti Nyaruviro?
  • VaNyakyusa vanoti njila (road, path) kureva nzira.
  • VaNyakyusa vanoti majolo (yesterday) kureva zuro.
  • VaNyakyusa vanoti mundu (person) kureva munhu.
  • VaNyakyusa vanoti maaso (eyes) kureva meso.
  • VaNyakyusa vanoti umpunga (rice) kureva mupunga.
  • VaNyakyusa vanoti kubomba (v. working) kureva kushanda.
  • VaNyakyusa vanoti mbombo (n. work).
  • VaNyakyusa vanoti ifibombelo (n. tools).
  • VaNyakyusa vanoti njala (hunger) kureva nzara.
  • VaNyakyusa vanoti kalulu (n. hare) kureva tsuro.
  • VaNyakyusa vanoti kufwa (to die) kureva kufa.
  • VaNyakyusa vanoti ulugoje (rope). Ko zita rinonzi Rugoyi?
  • VaNyakyusa vanoti taata (n. father) kureva baba.
  • VaNyakyusa vanoti jaake (his or hers) kureva zvake.
  • VaNyakyusa vanoti ikipanga (village) kureva musha.
  • VaNyakyusa vanoti mwene (self) kureva mbune.
  • VaNyakyusa vanoti abeene (owners) kureva vene.
  • VaNyakyusa vanoti paasi (down) kureva pasi.
  • VaNyakyusa vanoti panja (outside) kureva panze.
  • VaNyakyusa vanoti ndume (husband) kureva murume wemunhu.
  • VaNyakyusa vanoti ukusala (choose, pick) kureva kushara.
  • VaNyakyusa vanoti ukumeta ( to cut esp. hair) kureva kumweta.
  • VaNyakyusa vanoti ukubola (to rot, to go bad) kureva kuora.
  • VaNyakyusa vanoti inamiike (bend) kureva kugonyesa. Ko zita rinonzi Manamike?
  • VaNyakyusa vanoti inyendo (journeys) kureva nzendo.
  • VaNyakyusa vanoti imbatiko (procedure/s) kureva mabatiro.
  • VaNyakyusa vanoti indumi (message, news) kureva nhau.
  • VaNyakyusa vanoti indagilo (laws, commissions).
  • VaNyakyusa vanoti imbwa (dog/s) kureva imbwa.
  • VaNyakyusa vanoti inyala (grindstones) kureva huyo neguyo.
  • VaNyakyusa vanoti nya (defaecate) kureva kunya.
  • VaNyakyusa vanoti lwisi (river) kureva rwizi.
  • VaNyakyusa vanoti ima (not give, deprive) kureva kunyima.
  • VaNyakyusa vanoti kanyanga (trample). Zvichida izwi rimwe nokuti kukanyanga?
  • VaNyakyusa vanoti pilika (hear) kureva kunzwa. Ko kupirikira?
  • VaNyakyusa vanoti mooto (fire) kureva moto.
  • VaNyakyusa vanoti ukulonda (to search) kureva kuronda.
  • VaNyakyusa vanoti tala (do first; be first to do).
  • VaNyakyusa vanoti fuma (come from) kureva kubuda kubva.
  • VaNyakyusa vanoti fumuka (become known, famous) kureva kufumuka. Vanobva vati fumusya (announce).
  • VaNyakyusa vanoti fika (arrive) kureva kusvika.
  • VaNyakyusa vanoti pima (weigh, measure) kureva kupima.
  • VaNyakyusa vanoti tema (cut) kureva kutema.
  • VaNyakyusa vanoti tunga (hang, string together) kureva kutungira.
  • VaNyakyusa vanoti fumbula (solve).
  • Vanobva vati fumba (enclose in mouth or hands) kureva kupfumba.
  • VaNyakyusa vanoti kumanya (to know) kureva kuziva.
  • VaNyakyusa vanoti manyika (be known) kureva kuzivikanwa.
  • VaNyakyusa vanoti koma (hit) kureva kukoma ngatiti nenyundo.
  • VaNyakyusa vanoti saama (move, migrate) kureva kutama.
  • VaNyakyusa vanoti sanuka (alter) kureva sanduka kana shanduka. Vanobva vati sanukila (turn to).
  • VaNyakyusa vanoti pangula (dismantle) kureva kupangura?.
  • VaNyakyusa vanoti tapuka (separate). Ko kutapudza?
  • VaNyakyusa vanoti pinya (bind, detain, fix). Ko zita rinonzi Mupinyuri?
  • VaNyakyusa vanoti lwa (fight) kureva kurwa.

[1]

  1. https://www.academia.edu/31428113/When_the_present_is_in_the_past_and_what_is_normal_is_to_come_Old_and_new_present_tenses_in_Nyakyusa_Bantu_