Kuturikira

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupirikira)

Kuturikira kana kupirikira (translating) zvinoreva kutaura nemumwe mutauro wechipiri zvataurwa nemutauro wekutanga. Sokuti kana Mufundisi akaparidza neChirungu pakati pevanhu vanotaura ChiShona chete panofanirwa kuva nemunhu anoturikira zvataurwa kuChirungu achiisa kuChiShona.

Mune dzimwe nguva kuturikira nekududzira zvakasiyana. Sokuti ndikataura tsumo ndobvunza kuti inorevei, uyo achataura zvainoreva anenge adudzira tsumo kuti inorevei. Mukududzira tsumo iyi tose tinokwanisa kunga tataura nemutauro mumwe chete.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]