Kufa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kufa (dying) zvinoreva zvinoreva apo munhu anenge asisafemi, nyama yake isisina hupenyu yopinda pakuwora.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Tsumo[chinja | edit source]

  • Shungu neganyu zvinodzimba wotandadza asi chido chinomusimbisa. Grief and sighing hurt a person in agony while loving compassion strengthens him.
  • Rufu haruna nzira. Death has no (defined) path.
  • Kufa hakuna gwanza. Death has no path.*

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLuganda vanoti fa, takata kana taka (die, pass away) kureva kufa.
  • VaDigo vanoti chifo kana mauti (death of a person) kureva rufu.
  • Vanotaura Swahili vanoti kifo (death, dying, manner of death) kureva rufu kana kafiro.