Kutama musha

Kubva Wikipedia

Kutama (to migrate) zvinoreva kubva pamusha pamugere muchituta nhumbi dzenyu kuenda kune mumwe musha; musha unotamirwa ungava musha wakavakwa kare kana musha uri kuvakwa patsva.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]